Online Bible

- Reklamy -

Jakobo 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Muonde ungabereke maorivhi here, nhai hama dzangu, kana kuti mugirepisi ungabereke maonde here? Saizvozvowo mvura inovava haigoni kuburitsa mvura yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Hama dzaŋgu, muʋonde uŋgaɓereka maorivi, kana muzambiriŋga maʋonde here? Kunyaŋge nemvura inoʋaʋa haiŋgaɓuɗisi inonaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi, kana muzambiringa maonde here? Kunyange nemvura inovava haingabudisi inonaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Muonde ungabereke maorivhi here, nhai hama dzangu, kana kuti mugirepisi ungabereke maonde here? Saizvozvowo mvura inovava haigoni kuburitsa mvura yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Muonde ungabereke maorivhi here, nhai hama dzangu, kana kuti mugirepisi ungabereke maonde here? Saizvozvowo mvura inovava haigoni kuburitsa mvura yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Hama dzangu, muonde ungabereka maorivhi kana muzambiringa maonde here? Kunyange tsime rinovava haringabudisi mvura yakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Jakobo 3:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy