Online Bible

- Reklamy -

Jakobo 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi kutsuŋgirira ŋgakuʋe neɓasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwaɀo, musiŋgashaiwi cinhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Kutsungirira kunofanira kupedza basa rako kuitira kuti imi mukure uye muve vakakwana, musingashayiwi chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Jakobo 1:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy