Jakobo 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti kana munhu achingova munzwi bedzi weshoko, asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira huso hwake hwaakaberekwa nahwo muchiringiriro; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, wakafanana nomunhu unoʋona ciso cake, caakaɓerekwa naco, muciʋoniʋoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asati ari muiti waro, akafanana nomunhu anoona chiso chake, chaakaberekwa nacho, muchionioni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti kana munhu achingova munzwi bedzi weshoko, asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira huso hwake hwaakaberekwa nahwo muchiringiriro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 nokuti kana munhu achingova munzwi bedzi weshoko, asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira huso hwake hwaakaberekwa nahwo muchiringiriro; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ani naani anoteerera kushoko asi asingaiti zvarinoreva akaita somunhu anotarira chiso chake muchionioni Viz kapitola |