Jakobo 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi munhu wose anoedzwa kana achitorwa mwoyo nokufurirwa noruchiva rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi munhu mumŋe nomumŋe unoidzwa kana acikwebga nokuciʋa kwake acinyeŋgerwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi munhu mumwe nomumwe anoedzwa kana achikwewa nokuchiva kwake achinyengerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi munhu wose anoedzwa kana achitorwa mwoyo nokufurirwa noruchiva rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi munhu wose anoedzwa kana achitorwa mwoyo nokufurirwa noruchiva rwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 asi mumwe nomumwe anoedzwa paanenge achikwevewa nokuchiva kwake kwakaipa uye achinyengerwa. Viz kapitola |