Isaya 9:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti tazvarirwa mwana, tapiwa mwana mukomana; umambo uchava mumaoko make uye zita rake richanzi, “Gurukotarinoshamisa,” “Mwarisamasimbaose,” “Babanyakugaranokugara,” “Jindarorugare.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti takaɀarirwa Mŋana, takapiwa Mŋanakomana; ʋumambo ʋucaʋa pafudzi rake; zita rake ricanzi: Unoshamisa, Gota, Mŋari unesimba, Ƃaɓa ʋokusiŋgaperi, Mucinda worugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti takazvarirwa Mwana, takapiwa Mwanakomana; umambo huchava pafudzi rake; zita rake richanzi, “Anoshamisa, Gota, Mwari ane simba, Baba vokusingaperi, Muchinda worugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti tazvarirwa mwana, tapiwa mwana mukomana; umambo uchava mumaoko make uye zita rake richanzi, “Gurukotarinoshamisa,” “Mwarisamasimbaose,” “Babanyakugaranokugara,” “Jindarorugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 nokuti tazvarirwa mwana, tapiwa mwana mukomana; umambo uchava mumaoko make uye zita rake richanzi, “Gurukotarinoshamisa,” “Mwarisamasimbaose,” “Babanyakugaranokugara,” “Jindarorugare.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti takazvarirwa mwana, takapiwa mwanakomana, uye umambo huchava pamapfudzi ake. Uye achanzi Gota Rinoshamisa, Mwari Ane Simba, Baba Vokusingaperi, Muchinda woRugare. Viz kapitola |