Isaya 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 zvichiti vaSiria kumabvazuva, vaFirisitia kumadokero miromo yakashama kuti vazhanye Isiraeri. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora uye muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ʋaSiria pamberi, naʋaFiristia mushure, ʋacapedza Israeri nomuromo wakashama. Kunyaŋge ɀakaɗaro, kutsamŋa kwake hakuna‐kudzorwa, asi ruʋoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa naɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 vaSiria pamberi, navaFirisitia mushure, vachapedza Isiraeri nomuromo wakashama. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 zvichiti vaSiria kumabvazuva, vaFirisitia kumadokero miromo yakashama kuti vazhanye Isiraeri. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora uye muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 zvichiti vaSiria kumabvazuva, vaFirisitia kumadokero miromo yakashama kuti vazhanye Isiraeri. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora uye muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 VaAramu vachibva nokumabvazuva navaFiristia vachibva nokumavirira vakapedza vaIsraeri nomuromo wakashama. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake ruchatongotambanudzwa. Viz kapitola |