Isaya 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ruchatsvaira munaJudha ruchafashukira ruchienda rwakatutumuka zvokusvika mumutsipa. Mwari anesu achatambanudza mapapiro ake zvokutovhamira upamhi hwenyika yenyu iyoyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 rucakukura kuȿikira kwaJuda; rucapafuma, ndokupfuʋura, rucaȿika pamutsipa; kutandaʋara kwamapapiro arwo kucazadza kufara kwenyika yako yose, iwe Imanueri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 ruchakukura kusvikira kwaJudha; ruchapa pfuma, ndokupfuura, ruchasvika pamutsipa; kutandavara kwamapapiro arwo kuchazadza kufara kwenyika yako yose, iwe Imanueri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ruchatsvaira munaJudha ruchafashukira ruchienda rwakatutumuka zvokusvika mumutsipa. Mwari anesu achatambanudza mapapiro ake zvokutovhamira upamhi hwenyika yenyu iyoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ruchatsvaira munaJudha ruchafashukira ruchienda rwakatutumuka zvokusvika mumutsipa. Mwari anesu achatambanudza mapapiro ake zvokutovhamira upamhi hwenyika yenyu iyoyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 ruchakukura kusvikira kuJudha, ruchipafuma nomukati mayo, rugopfuura nomairi ruchisvika muhuro. Kutandavara kwamapapiro arwo kuchafukidza upamhi hwenyika yako, iwe Imanueri!” Viz kapitola |