Isaya 8:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ipapo vachatunhaira nenyika vachishungurudzwa kwazvo nenhamo vaine nzara. Vaine nzara kudaro, vachaviruka nehasha vakatuka mambo wavo naMwari wavo vakatarisa kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋacafamba nenyika ʋakamanikidzwa kwaɀo, ʋanenzara; ɀino kana ʋanenzara, ʋacaʋa neshuŋgu, ʋacatuka mambo waʋo naMŋari waʋo, ʋacitarira kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vachafamba nenyika vakamanikidzwa kwazvo, vane nzara; zvino kana vane nzara, vachava neshungu, vachatuka mambo wavo naMwari wavo, vachitarira kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ipapo vachatunhaira nenyika vachishungurudzwa kwazvo nenhamo vaine nzara. Vaine nzara kudaro, vachaviruka nehasha vakatuka mambo wavo naMwari wavo vakatarisa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ipapo vachatunhaira nenyika vachishungurudzwa kwazvo nenhamo vaine nzara. Vaine nzara kudaro, vachaviruka nehasha vakatuka mambo wavo naMwari wavo vakatarisa kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vatambudzika, vava vane nzara vachafamba-famba nenyika; pavachatambudzika vachava neshungu, uye vachatarira kudenga, vagotuka mambo wavo naMwari wavo. Viz kapitola |