Isaya 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino kana ʋaciti kwamuri: Bvunzai maȿikiro naʋaʋuki, ʋanorira nokuita zeʋe‐zeʋe — ko ʋanhu haʋafaniri kubvunza Mŋari waʋo here? Ko ʋanofanira kubvunza ʋakafa pamsoro paʋapenyu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino kana vachiti kwamuri, “Bvunzai masvikiro navavuki, vanorira nokuita zevezeve:” Ko vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here? Ko vanofanira kubvunza vakafa pamusoro pavapenyu here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kana vanhu vachiti kwamuri bvunzai masvikiro navavuki, vanozevezera nokunguruma, ko, vanhu havangabvunzi kuna Mwari wavo here? Munobvunzirei vakafa pamusoro pavapenyu? Viz kapitola |