Online Bible

- Reklamy -

Isaya 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vanhu vanenge vava kutoenda kundovhima vaine uta nemiseve nokuti nyika yose ichange yangova minzwa norukato chete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋacaenda’ko nemiseʋe noʋuta, nokuti nyika yose icamera rukato neminzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Vachaendako nemiseve nouta, nokuti nyika yose ichamera rukato neminzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vanhu vanenge vava kutoenda kundovhima vaine uta nemiseve nokuti nyika yose ichange yangova minzwa norukato chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vanhu vanenge vava kutoenda kundovhima vaine uta nemiseve nokuti nyika yose ichange yangova minzwa norukato chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Varume vachaendako neuta nemiseve, nokuti nyika ichange yafukidzwa norukato neminzwa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 7:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy