Isaya 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Tenzi achakupinzai imi navanhu venyu nevemba yemadzibaba enyu mumazuva asati ambovapo kubvira nguva yakabva vokwaEfuremu kune wokwaJudha, wacho ari kurehwa apa ndimambo weAsiria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Jehova ucaʋuyisa pamsoro pako, napamsoro paʋanhu ʋako, napamsoro peimba yaɓaɓa ʋako, mazuʋa asinakumboʋa’po, kubvira pazuʋa rakaparadzana ʋaEfraimi naʋaJuda — ndiye mambo weAsiriya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Jehovha achauyisa pamusoro pako, napamusoro pavanhu vako, napamusoro peimba yababa vako, mazuva asina kumbovapo, kubvira pazuva rakaparadzana vaEfuremu navaJudha ndiye mambo weAsiria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Tenzi achakupinzai imi navanhu venyu nevemba yemadzibaba enyu mumazuva asati ambovapo kubvira nguva yakabva vokwaEfuremu kune wokwaJudha, wacho ari kurehwa apa ndimambo weAsiria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Tenzi achakupinzai imi navanhu venyu nevemba yemadzibaba enyu mumazuva asati ambovapo kubvira nguva yakabva vokwaEfuremu kune wokwaJudha, wacho ari kurehwa apa ndimambo weAsiria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jehovha achauyisa pamusoro pako napamusoro pavanhu vako napamusoro peimba yababa vako nguva isina kumbovapo kubva nguva iya yaakazvipatsanura kubva kuna Judha, achauyisa mambo weAsiria.” Viz kapitola |