Isaya 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kumbira ciratidzo kunaJehova Mŋari wako; ucikumbire kunyaŋge pasi pakadzika, kana kumsoro kwakakwirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako; uchikumbire kunyange pasi pakadzika, kana kumusoro kwakakwirira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kumbira Tenzi Mwari wako chiratidzo, chingave chakadzika pasi pasi senzvimbo yavachakabvu kana kuti chiri kudengadenga sedenga.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Kumbira chiratidzo kuna Jehovha Mwari wako, kunyange pakadzikadzika kana pamusoro-soro.” Viz kapitola |