Isaya 66:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Somunhu unoʋaraidzwa namai ʋake, saiɀoɀo ndicakuʋaraidzai; mucaʋaraidzwa paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 “Somunhu anovaraidzwa namai vake, saizvozvo ndichakuvaraidzai; muchavaraidzwa paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Semwana ari kunyaradzwa naamai vake ndokunyaradza kwandichakuitawo imi. Muchanyaradzwa muri muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Samai vanonyaradza mwana wavo, saizvozvo ndichakunyaradzai; uye muchanyaradzwa pamusoro peJerusarema.” Viz kapitola |