Isaya 66:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 kuti mumne, mugute namazamu okunyaradzwa kwaro; kuti mukame, mufadzwe nokuwanda kwembiri yaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 kuti munwe, mugute namazamu okunyaradzwa kwaro; kuti muyamwe, mufadzwe nokuwanda kwembiri yaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti muchanwa mukaguta pamazamu ake anonyaradza; muchanwa zvikuru kwazvo uye muchafadzwa nezvakawanda zvake zvinopfachukira.” Viz kapitola |