Isaya 65:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicaɓuɗisa rudzi kunaJakobo, nomudyi wenhaka yamakomo aŋgu kunaJuda; ʋasanaŋgurwa ʋaŋgu ʋacagara nhaka, naʋaranda ʋaŋgu ʋacagara’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndichabudisa rudzi kuna Jakobho, nomudyi wenhaka yamakomo angu kuna Judha; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, navaranda vangu vachagarapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndichaunza zvizvarwa zvokwaJakobho, vari vedzinza rokwaJudha kuti vatore makomo angu ave avo, vasarudzwi vangu vagare nhaka nyika yavo ivava varanda vangu ndivo vachagara zvavo imomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndichabudisa marudzi kuna Jakobho, uye nokubva kuna Judha avo vachatora makomo angu; vasanangurwa vangu vachagara nhaka, uye varanda vangu vachagara ikoko. Viz kapitola |