Isaya 65:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi imi munosiya Jehova, nokukaŋganwa gomo raŋgu dɀene, imi munogadzirira Gadi tafura, nokuɗirira Meni waini yakaveŋganiswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi imi munosiya Jehovha, nokukanganwa gomo rangu dzvene, imi munogadzirira Gadhi tafura, nokudirira Meni waini yakavhenganiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Asi imimi makafuratira Tenzi, imi makakanganwa gomo rangu rinoera, imi munotonamata zvenyu Gadhi, imi munozadza makapu emasanganiswa ewaini okuteura kuna Meni, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Asi kana murimi munosiya Jehovha uye munokanganwa gomo rangu dzvene, munowaridzira Rombo Rakanaka tafura, uye munozadza zvirongo newaini yakavhenganisirwa Magumo, Viz kapitola |