Online Bible

- Reklamy -

Isaya 65:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Ndakanga ndakatomirira kuti nditsvakwe navanhu vasina kundibvunza. Ndakanga ndakamirira ini kuti vanhu vandiwane asi pakanga pasina. Ini ndaiti, ‘Ndiri pano, ndiri pano,’ kurudzi rusingambodaidza zvarwo zita rangu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndakatendera kuti nditȿakwe naʋasina‐kundibvunza, ndakatendera kuti ndiwanikwe naʋasina‐kunditȿaka; ndakati kurudzi rwakaŋga rusiŋgatumidzwi nezita raŋgu: Tarirai ndini, tarirai ndini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ndakatendera kuti nditsvakwe navasina kundibvunza, ndakatendera kuti ndiwanikwe navasina kunditsvaka; ndakati kurudzi rwakanga rusingatumidzwi nezita rangu, “Tarirai ndini, tarirai ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Ndakanga ndakatomirira kuti nditsvakwe navanhu vasina kundibvunza. Ndakanga ndakamirira ini kuti vanhu vandiwane asi pakanga pasina. Ini ndaiti, ‘Ndiri pano, ndiri pano,’ kurudzi rusingambodaidza zvarwo zita rangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Ndakanga ndakatomirira kuti nditsvakwe navanhu vasina kundibvunza. Ndakanga ndakamirira ini kuti vanhu vandiwane asi pakanga pasina. Ini ndaiti, ‘Ndiri pano, ndiri pano,’ kurudzi rusingambodaidza zvarwo zita rangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Ndakazviratidza kuna avo vasina kundibvunza; ndakawanikwa neavo vasina kunditsvaka. Kurudzi rwakanga rusina kudana kuzita rangu ndakati, ‘Ndiri pano, ndiri pano.’

Viz kapitola kopírovat

Isaya 65:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy