Online Bible

- Reklamy -

Isaya 63:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti wakati: Ɀirokwaɀo, ndiʋo ʋanhu ʋaŋgu, ʋana ʋasiŋgazoiti nokunyeŋgera; naiɀoɀo wakaʋa Muponesi waʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti akati, “Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera;” naizvozvo akava Muponesi wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 nokuti anoti, “Vanhu vangu ava, vana vasina zvounyengedzi,” nezvo akava Mununuri wavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Akati, “Zvirokwazvo ndivo vanhu vangu, ivo vanakomana vasingazovi venhema kwandiri,” naizvozvo akava Muponesi wavo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 63:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy