Online Bible

- Reklamy -

Isaya 63:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ipapo ʋanhu ʋake ʋakaraŋgarira mazuʋa akare, Mosesi naʋanhu ʋake, ʋakati: Uripiko iye wakaʋaɓuɗisa muguŋgwa pamŋe cete nomufudzi weɓoka rake? Uripiko iye wakaisa Mŋeya wake mutȿene pakati paʋo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mosesi navanhu vake, vakati, “Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, mazuva aMozisi navanhu vake, vakati, aripiko akavayambutsa gungwa, nomufudzi wamakwai ake? Aripiko akaisa Mweya wake Mutsvene pakati pavo,

Viz kapitola kopírovat

Isaya 63:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy