Isaya 62:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Haucazonzi, Musiyiwa; nenyika yako haicazonzi Ƌoŋgo; asi iwe ucatumidzwa zita rinonzi Hefziba, nenyika yako Beura; nokuti Jehova unokufarira, nenyika yako icawanikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Hauchazonzi, “Musiyiwa;” nenyika yako haichazonzi dongo; asi iwe uchatumidzwa zita rinonzi “Hefizibha,” nenyika yako Bheura; nokuti Jehovha anokufarira, nenyika yako ichawanikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Iwe hauchazonzi, “Murambwi,” nyika yako haichazonzi, “Dongo.” Asi uchatonzi, “Wangu wapamwoyo,” nyika yako ichinzi, “Muroora,” nokuti Tenzi anofadzwa newe, nyika yenyu icharoorwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Havachazokutizve Musiyiwa, kana kutumidza nyika yako kuti Dongo. Asi uchatumidzwa kuti Hefizibha uye nyika yako ichanzi Bhiyura; nokuti Jehovha achakufarira, uye nyika yako icharoorwa. Viz kapitola |