Isaya 62:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Teererai munzwe, Tenzi ari kuzivisa vanhu kusvikira kwakaperera nyika. Itii kuguta reZioni, “Tarisai muone, ruponeso rwenyu rwava kusvika. Tarisai muone, mubayiro wake anawo, muripo wake ndiwo waanotungamidza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Tarirai, Jehova wakaparidza shoko kuȿikira kumugumo wenyika, aciti: Ʋudzai mukunda weZioni, muti: Tarira, ruponeso rwako runoʋuya; tarira, muɓairo wake unawo, ɀaanoripira ɀiri pamberi pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Tarirai, Jehovha akaparidza shoko kusvikira kumugumo wenyika, achiti, “Udzai mukunda waZioni, muti, ‘Tarira, ruponeso rwako runouya; tarira, mubayiro wake anawo, zvaanoripira zviri pamberi pake.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Teererai munzwe, Tenzi ari kuzivisa vanhu kusvikira kwakaperera nyika. Itii kuguta reZioni, “Tarisai muone, ruponeso rwenyu rwava kusvika. Tarisai muone, mubayiro wake anawo, muripo wake ndiwo waanotungamidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Teererai munzwe, Tenzi ari kuzivisa vanhu kusvikira kwakaperera nyika. Itii kuguta reZioni, “Tarisai muone, ruponeso rwenyu rwava kusvika. Tarisai muone, mubayiro wake anawo, muripo wake ndiwo waanotungamidza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jehovha akaparidzira kumagumo enyika achiti, “Uti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Muponesi wako ouya! Tarira, mubayiro wake anawo, uye kuripira kwake kunomutevera.’ ” Viz kapitola |