Isaya 61:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Sezvinongoita nyika inomeresa mabukira, uye sezvinongoitawo bindu kumeresa zvinenge zvadyarwamo ndizvozvowo zvinoita Tenzi Mwari, anoita kuti ururami nomukurumbira zvitungire, marudzi ese zvawo evanhu achiona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti nyika seɀainoɓuɗisa miti yayo, nomunda seɀaunomeresa ɀakadɀarwa’mo, saiɀoɀo Ishe Jehova ucameresa kururama nokurumbidzwa pamberi pamarudzi ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti nyika sezvainobudisa miti yayo, nomunda sezvaunomeresa zvakadyarwamo, saizvozvo Ishe Jehovha achameresa kururama nokurumbidzwa pamberi pamarudzi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Sezvinongoita nyika inomeresa mabukira, uye sezvinongoitawo bindu kumeresa zvinenge zvadyarwamo ndizvozvowo zvinoita Tenzi Mwari, anoita kuti ururami nomukurumbira zvitungire, marudzi ese zvawo evanhu achiona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Sezvinongoita nyika inomeresa mabukira, uye sezvinongoitawo bindu kumeresa zvinenge zvadyarwamo ndizvozvowo zvinoita Tenzi Mwari, anoita kuti ururami nomukurumbira zvitungire, marudzi ese zvawo evanhu achiona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti ivhu sezvarinomeresa mbeu, nebindu richiita kuti mbeu dzikure, saizvozvo Ishe Jehovha achaita kuti kururama nerumbidzo zvimere pamberi pendudzi dzose. Viz kapitola |