Isaya 60:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mudikidiki pavari ndichaita kuti ave dzinza chairo, mudukuduku pavari achiva rudzi rwavanhu rukuru. Ndini Tenzi, panguva yayo ndichakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Muɗuku ucaʋa curu, wakaɗukupa ucaʋa rudzi runesimba; ini Jehova ndicakurumidza kuɀiita neŋguʋa yaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Muduku achava chiuru, akadukupa achava rudzi rune simba; ini Jehovha ndichakurumidza kuzviita nenguva yazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mudikidiki pavari ndichaita kuti ave dzinza chairo, mudukuduku pavari achiva rudzi rwavanhu rukuru. Ndini Tenzi, panguva yayo ndichakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mudikidiki pavari ndichaita kuti ave dzinza chairo, mudukuduku pavari achiva rudzi rwavanhu rukuru. Ndini Tenzi, panguva yayo ndichakurumidza kuzviita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mudikisa wako achava chiuru, mudiki achava rudzi rune simba. Ndini Jehovha, munguva yacho ndichazviita nokukurumidza.” Viz kapitola |