Isaya 60:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanhu vako vose zvavo vachave vakarurama, nyika ichava yavo nokusingaperi, ivo bukira rangu randakasima namaoko angu kuti ndigorumbidzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu ʋako ʋose ʋacaʋa ʋakarurama, ʋacagara nhaka yenyika nokusiŋgaperi, ʋacaʋa ɗaʋi randakasima, neɓasa ramaʋoko aŋgu, kuti ndikudzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vanhu vako vose vachava vakarurama, vachagara nhaka yenyika nokusingaperi, vachava davi randakasima, nebasa ramaoko angu, kuti ndikudzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanhu vako vose zvavo vachave vakarurama, nyika ichava yavo nokusingaperi, ivo bukira rangu randakasima namaoko angu kuti ndigorumbidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanhu vako vose zvavo vachave vakarurama, nyika ichava yavo nokusingaperi, ivo bukira rangu randakasima namaoko angu kuti ndigorumbidzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo vanhu vako vose vachava vakarurama, uye vachatora nyika kuti ive yavo nokusingaperi. Ndivo mabukira andakadyara, basa ramaoko angu, kuti ndiratidze kubwinya kwangu. Viz kapitola |