Isaya 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati: Enda, unondoʋudza ʋanhu aʋa, uti: Rambai henyu mucinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muciʋona, asi musaʋonesesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati, “Enda, unondoudza vanhu ava, uti, ‘Rambai henyu muchinzwa, asi musanzwisisa, rambai henyu muchiona, asi musaonesesa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ivo ndokuti, “Enda utaurire vanhu ava kuti, ‘Zvokuteereresa, regaika zvenyu kuteerera, handiti mungadaro mukazonzwisisa; kana zvokunyatsotarisisa, regaika zvenyu kutarisa handiti mungadaro mukazoona here.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Iye akati, “Enda undoudza vanhu ava uti, “ ‘Munogara muchinzwa, asi hamumbonzwisisi; munogara muchiona, asi hamuonesesi.’ Viz kapitola |