Online Bible

- Reklamy -

Isaya 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ipapo ndakanzwa inzwi raShe riciti: Ndiŋgatuma aniko? Ndiani uŋgatiendira? Ipapo ndakati: Ndiri pano ini, nditumei.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, “Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?” Ipapo ndakati, “Ndiri pano ini, nditumei.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo ndakanzwa inzwi raJehovha richiti, “Ndiani wandichatuma? Uye ndiani achatiendera?” Ini ndakati, “Ndiri pano! Nditumei!”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 6:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy