Isaya 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi abvisa vanhu avaendesa kurekure, munyika mave namatunhu mazhinji asina vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kuȿikira Jehova abvisira ʋanhu kure, nenɀimbo, dzashanduka matoŋgo, dzaʋa zhinji panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 kusvikira Jehovha abvisira vanhu kure, nenzvimbo, dzashanduka matongo, dzava zhinji panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Tenzi abvisa vanhu avaendesa kurekure, munyika mave namatunhu mazhinji asina vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Tenzi abvisa vanhu avaendesa kurekure, munyika mave namatunhu mazhinji asina vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kusvikira Jehovha adzingira vanhu kure, uye nyika yasiyiwa zvachose. Viz kapitola |