Isaya 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ndikati: Ishe kuȿikira riniko? Akapindura, akati: Kuȿikira maguta aʋa matoŋgo, asinaʋanogara’mo, nedzimba dzisinomunhu, nenyika yaparadzwa cose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino ndakati, “Ishe kusvikira riniko?” Akapindura, akati, “Kusvikira maguta ava matongo, asina vanogaramo, nedzimba dzisina munhu, nenyika yaparadzwa chose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ini ndikati, ‘Kusvikira riniko nhai Tenzi?’ Ivo vakati, ‘Kusvikira maguta aparara musisina anogaramo, dzimba dzisisina vanhu, nyikawo yanyatsoparara, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe, kusvikira riniko?” Iye akapindura achiti, “Kusvikira maguta ava matongo uye pasisina anogaramo, kusvikira dzimba dzasiyiwa dzisina vanhu, neminda yaparadzwa zvachose, Viz kapitola |