Isaya 59:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaʋona kuti hakunomunhu, akashamiswa nokuti kwakaŋga kusinomureʋereri; naiɀoɀo ruʋoko rwake rwakamuʋigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akaona kuti hakuna munhu, akashamiswa nokuti kwakanga kusina murevereri; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akaona kuti pakanga pasina munhu, akashamiswa kuti pakanga pasina munhu aipindira; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, uye kururama kwake kwakamuraramisa. Viz kapitola |