Isaya 59:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Nokuti zvatakanganisa pamberi penyu zvawanda, kutadza kwedu tinokuziva, nokuti zvatakakutadzirai tinazvo mumwoyo, mhosva dzedu tinodziziva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti kuɗarika kweɗu kwakawanda pamberi penyu, ɀiʋi ɀeɗu ɀinotipupurira; nokuti kuɗarika kweɗu kunesu, kana ɀiri ɀakaipa ɀeɗu tinoɀiziʋa, ɀinoti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti kudarika kwedu kwakawanda pamberi penyu, zvivi zvedu zvinotipupurira; nokuti kudarika kwedu kunesu, kana zviri zvakaipa zvedu tinozviziva, zvinoti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Nokuti zvatakanganisa pamberi penyu zvawanda, kutadza kwedu tinokuziva, nokuti zvatakakutadzirai tinazvo mumwoyo, mhosva dzedu tinodziziva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Nokuti zvatakanganisa pamberi penyu zvawanda, kutadza kwedu tinokuziva, nokuti zvatakakutadzirai tinazvo mumwoyo, mhosva dzedu tinodziziva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Nokuti kutadza kwedu kwawanda pamberi penyu, uye zvivi zvedu zvinotipupurira zvakaipa. Kudarika kwedu kunogara nesu, uye tinobvuma kutadza kwedu: Viz kapitola |