Isaya 59:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Teerera unzwe, ruoko rwaTenzi runoponesa; haruna kupera simba, zvokuti haachagona kuponesa nzevewo dzake dzinonzwa hadzina kudzivira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Tarirai, ruʋoko rwaJehova haruna‐kufupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeʋe yake hainakuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Tarirai, ruoko rwaJehovha haruna kupfupiswa, kuti rukoniwe kuponesa, nzeve yake haina kuremerwa, kuti ikoniwe kunzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Teerera unzwe, ruoko rwaTenzi runoponesa; haruna kupera simba, zvokuti haachagona kuponesa nzevewo dzake dzinonzwa hadzina kudzivira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Teerera unzwe, ruoko rwaTenzi runoponesa; haruna kupera simba, zvokuti haachagona kuponesa nzevewo dzake dzinonzwa hadzina kudzivira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvirokwazvo ruoko rwaJehovha haruna kupfupika kuti rukonewe kuponesa, uye nzeve yake haina kudzivira kuti irege kunzwa. Viz kapitola |