Isaya 5:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino ipapa apa munda wacho wamagirepisi waTenzi wehondo nehondo, ndiyo imba yaIsiraeri. Vanhu ivava vomunyika maJudha, ndivo vacho vaakanyatsosima akatarisira ruenzaniso asi wanei potodeurwa ropa zvapo achitarisirawo kururama asi inzwei mhere! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti munda wemizambiriŋga waJehova wehondo ndiyo imba yaIsraeri, ʋarume ʋaJuda muti wake unomufadza; ɀino wakatȿaka kwaʋari kururamisira, asi tarira, wakawana kumanikidza, wakatȿaka kururama, asi tarira, wakawana kucema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti munda wemidzambiringa waJehovha wehondo ndiyo imba yaIsiraeri, varume vaJudha muti wake unomufadza; zvino akatsvaka kwavari kururamisira, asi tarira, akawana kumanikidza, akatsvaka kururama, asi tarira, akawana kuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino ipapa apa munda wacho wamagirepisi waTenzi wehondo nehondo, ndiyo imba yaIsiraeri. Vanhu ivava vomunyika maJudha, ndivo vacho vaakanyatsosima akatarisira ruenzaniso asi wanei potodeurwa ropa zvapo achitarisirawo kururama asi inzwei mhere! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino ipapa apa munda wacho wamagirepisi waTenzi wehondo nehondo, ndiyo imba yaIsiraeri. Vanhu ivava vomunyika maJudha, ndivo vacho vaakanyatsosima akatarisira ruenzaniso asi wanei potodeurwa ropa zvapo achitarisirawo kururama asi inzwei mhere! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Munda womuzambiringa waJehovha Wamasimba Ose ndiwo imba yaIsraeri, uye varume veJudha ndivo bindu rake rinomufadza. Zvino akatarisira kururamisira asi akaona kuteuka kweropa; akatsvaka kururuma, asi akanzwa kuchema kwokutambudzika. Viz kapitola |