Isaya 5:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nezuʋa iro ʋacaʋaʋombera sokutinhira kweguŋgwa; kana munhu akatarira nyika, ucaʋona rima nokutambudzika; ciedza cicaȿiɓiswa namakore ayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pazuva iro vachaomba pamusoro payo, sokutinhira kwegungwa. Uye kana mumwe akatarisa panyika, achaona rima nokutambudzika; kunyange chiedza chichasvibiswa namakore. Viz kapitola |