Isaya 30:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 uye kuti pamunenge mava kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe muchatonzwa inzwi munzeve dzenyu richiti, “Nzira ndeyiyi itevedzei iyoyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 nzeʋe dzenyu dzicanzwa shoko shure kwenyu, riciti: Heyi nzira, fambai nayo! kana muciɗa kutsaukira kurudyi, kana ɀimŋe muciɗa kutsaukira kuruɓoshwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, “Heyi nzira, fambai nayo!” Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 uye kuti pamunenge mava kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe muchatonzwa inzwi munzeve dzenyu richiti, “Nzira ndeyiyi itevedzei iyoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 uye kuti pamunenge mava kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe muchatonzwa inzwi munzeve dzenyu richiti, “Nzira ndeyiyi itevedzei iyoyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kunyange mukatendeukira kurudyi kana kuruboshwe, nzeve dzenyu dzichanzwa inzwi mumashure menyu, richiti, “Iyi ndiyo nzira, fambai mairi.” Viz kapitola |