Isaya 30:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndokusaka zvanzi naiye Anoera waIsiraeri “Pamusana pokuti imi muri kuramba shoko irori muchivimba nokuonesa vanhu ndondo nouipi muchibva mazendama chaizvo pazviri, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naiɀoɀo ɀanzi noMutȿene waIsraeri: Ɀamunoɀidza shoko iri, muciʋimba nokumanikidzwa nokunyeŋgera, muciɀitenda iɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsiraeri, “Zvamunozvidza shoko iri, muchivimba nokumanikidzwa nokunyengera, muchizvitenda izvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndokusaka zvanzi naiye Anoera waIsiraeri “Pamusana pokuti imi muri kuramba shoko irori muchivimba nokuonesa vanhu ndondo nouipi muchibva mazendama chaizvo pazviri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndokusaka zvanzi naiye Anoera waIsiraeri “Pamusana pokuti imi muri kuramba shoko irori muchivimba nokuonesa vanhu ndondo nouipi muchibva mazendama chaizvo pazviri, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Naizvozvo zvanzi naMutsvene waIsraeri: “Nokuti makaramba shoko rangu iri, mukasendamira pakumanikidza uye mukavimba nokunyengera, Viz kapitola |