Isaya 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino nezuʋa iro ucaɗanidzira, aciti: Handiɗi kuʋa ŋaŋga, nokuti mumba maŋgu hamuneɀokudya neɀokufuka; musandiita mutoŋgi waʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, “Handidi kuva n'anga, nokuti mumba mangu hamune zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi pazuva iro achadanidzira achiti, “Handigoni kugadzirisa zvinhu. Handina chokudya kana chokufuka mumba mangu; musandiita mutungamiri wavanhu.” Viz kapitola |