Online Bible

- Reklamy -

Isaya 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Simba rokutsika-tsika vanhu vangu kudai munoriwana kupi, muchidzungaidza nokupazamisa varombo?” Ndizvo zviri kurehwa naTenzi, Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Munoiteiko ɀamunopxanya ʋanhu ʋaŋgu, mucikuya ɀiso ɀaʋarombo? Ndiɀo ɀinotaura Ishe, Jehova wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Munoiteiko zvamunopwanya vanhu vangu, muchikuya zviso zvavarombo? Ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha wehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Simba rokutsika-tsika vanhu vangu kudai munoriwana kupi, muchidzungaidza nokupazamisa varombo?” Ndizvo zviri kurehwa naTenzi, Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Simba rokutsika-tsika vanhu vangu kudai munoriwana kupi, muchidzungaidza nokupazamisa varombo?” Ndizvo zviri kurehwa naTenzi, Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Munoreveiko zvamunopwanya vanhu vangu, uye muchikuya zviso zvavarombo?” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha Wamasimba Ose.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 3:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy