Isaya 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndinodaro nokuti Tenzi Tenzi wehondo nehondo ava kubvisa muJerusaremu nemaJudha zvose zvinovararamisa nezvinovatsigira zvinoti: chokudya chose chinovararamisa, nechokunwa chose chinovararamisa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nokuti tarirai, Ishe, Jehova wehondo unotorera Jerusarema naJuda mutsigiro nomuɗonɀo, mutsigiro wose weɀokudya, nomutsigiro wose wemvura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nokuti tarirai, Ishe, Jehovha wehondo anotorera Jerusaremu naJudha mutsigiro nomudonzvo, mutsigiro wose wezvokudya, nomutsigiro wose wemvura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndinodaro nokuti Tenzi Tenzi wehondo nehondo ava kubvisa muJerusaremu nemaJudha zvose zvinovararamisa nezvinovatsigira zvinoti: chokudya chose chinovararamisa, nechokunwa chose chinovararamisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndinodaro nokuti Tenzi Tenzi wehondo nehondo ava kubvisa muJerusaremu nemaJudha zvose zvinovararamisa nezvinovatsigira zvinoti: chokudya chose chinovararamisa, nechokunwa chose chinovararamisa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Tarirai zvino, Ishe Jehovha Wamasimba Ose ava kuda kutora zvose rutsigiro nomudonzvo, kubva kuJerusarema neJudha; rutsigiro rwose rwezvokudya norutsigiro rwose rwemvura, Viz kapitola |