Online Bible

- Reklamy -

Isaya 29:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 vanoti kana nezwi rimwechete ravanominunutsa, voita kuti munhu atonzi apara mhaka; vanotoita zvokuteya kwazvo munhu anoraya vamwe padare rokusuo guru vanoti namazwi asina maturo munhu ane nyaya inonzwika aendeswe nyaya yake isina kutongwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 iʋo ʋanopomera munhu mhaka nokuɗa kweshoko, ʋanoteyira munhu musuŋgo, unoraira ʋamŋe pasuʋo, ʋanoramba kururamisira wakarurama nemhaka dzamano‐mano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 ivo vanopomera munhu mhaka nokuda kweshoko, vanoteyira munhu musungo, anoraira vamwe pasuo, vanoramba kururamisira wakarurama nemhaka dzamano-mano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 vanoti kana nezwi rimwechete ravanominunutsa, voita kuti munhu atonzi apara mhaka; vanotoita zvokuteya kwazvo munhu anoraya vamwe padare rokusuo guru vanoti namazwi asina maturo munhu ane nyaya inonzwika aendeswe nyaya yake isina kutongwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 avo vanopomera munhu mhosva neshoko chete, vanoisira musungo kuna anoruramisira mudare, uye nouchapupu hwenhema, vanokonesa kururamisirwa kwavasina mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 29:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy