Isaya 29:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ko hakuna‐kusara ciŋguʋa ciɗuku‐ɗuku here, Rebanoni ricashandurwa riʋe munda unoɓereka ɀakanaka, nomunda unoɓereka ɀakanaka ucanzi iɗondo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Ko hakuna kusara chinguva chidukuduku here, Rebhanoni richashandurwa rive munda unobereka zvakanaka, nomunda unobereka zvakanaka uchanzi idondo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ko, Rebhanoni haingashandurwi ikava munda wakaorera muchinguva chidiki, uye munda wakaorera ugoita kunge dondo? Viz kapitola |