Online Bible

- Reklamy -

Isaya 29:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ʋanenhamo ʋanotȿaka kuʋanzira Jehova mano aʋo pakadzika, maɓasa aʋo ari murima, ʋaciti: Ndiani unotiʋona, ndiani unotiziʋa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, “Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vane nhamo avo vanosvika kwakadzika dzika kuti vavanzire Jehovha mano avo, vanoita mabasa avo murima vachifunga mumwoyo yavo kuti, “Ndiani anotiona? Ndiani achaziva?”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 29:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy