Isaya 28:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhiri imbesa isingakwanisiki kupurwa nechirhei chokupurisa kana kuita zvokukungurutsa vhiri rengoro pambesa yekumini. Asi dhiri inotopurwa neshamhu, kumini ichipurwawo nesharapu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti kumini nhema haipurwi nomupuro unopinza, negumbo reŋgoro harikuŋguruswi pamsoro pekumini; asi kumini nhema inopurwa netȿimbo, nekumini neshamhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti kumini nhema haipurwi nomupuro unopinza, negumbo rengoro harikunguruswi pamusoro pekumini; asi kumini nhema inopurwa netsvimbo, nekumini neshamhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhiri imbesa isingakwanisiki kupurwa nechirhei chokupurisa kana kuita zvokukungurutsa vhiri rengoro pambesa yekumini. Asi dhiri inotopurwa neshamhu, kumini ichipurwawo nesharapu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dhiri imbesa isingakwanisiki kupurwa nechirhei chokupurisa kana kuita zvokukungurutsa vhiri rengoro pambesa yekumini. Asi dhiri inotopurwa neshamhu, kumini ichipurwawo nesharapu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Karawe haipurwi nechireyi, uye vhiri rengoro harikunguruswi pamusoro pekumini; karawe inopurwa nemhuro uye kumini inopurwa norumuti. Viz kapitola |