Online Bible

- Reklamy -

Isaya 28:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 uye nokuti sezvakaita Tenzi paGomo rePerazimu achasimuka uye sezvaakaita muBani reGibheoni, achashatirwa agoita zvinhu zvake, zvinhu zvake zvisina akamboona agoshanda basa rake basa rake risina akamboriona.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nokuti Jehova ucasimuka seɀaakaita pagomo rePerazimi, ucatsamŋa seɀaakaita pamupata weGibeoni; kuti aɓate ɓasa rake, iro ɓasa rake rinoshamisa, nokuita iɀo ɀaanoita, ɀinoshamisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nokuti Jehovha achasimuka sezvaakaita pagomo rePerazimi, achatsamwa sezvaakaita pamupata weGibheoni; kuti abate basa rake, iro basa rake rinoshamisa, nokuita izvo zvaanoita, zvinoshamisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 uye nokuti sezvakaita Tenzi paGomo rePerazimu achasimuka uye sezvaakaita muBani reGibheoni, achashatirwa agoita zvinhu zvake, zvinhu zvake zvisina akamboona agoshanda basa rake basa rake risina akamboriona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 uye nokuti sezvakaita Tenzi paGomo rePerazimu achasimuka uye sezvaakaita muBani reGibheoni, achashatirwa agoita zvinhu zvake, zvinhu zvake zvisina akamboona agoshanda basa rake basa rake risina akamboriona.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Nokuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimi, achatsamwa sezvaakaita muMupata weGibheoni, kuti aite basa rake, iro basa risinganzwisisiki, uye azadzise basa rake, basa risinganzwisisiki.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 28:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy