Isaya 28:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti mubeda ucaʋa mufupi, munhu haaŋgagoni kutandaʋara pamsoro pawo, nejira ricaʋa ɗuku, munhu haaŋgagoni kuɀifukidza naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti mubhedha uchava mupfupi, munhu haangagoni kutandavara pamusoro pawo, nejira richava duku, munhu haangagoni kuzvifukidza naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nokuti mubhedha uchava mupfupi pakutandavara, uye jira richava diki zvokuti munhu haangagoni kufukidzwa naro. Viz kapitola |