Isaya 28:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti makatika imi, “Takaita chibvumirano norufu tikaita chitsidzirano neNzvimbo yeVachakabvu, panozopfuurawo shamhu yokuranga ichirakasha, haimbotisvika, nokuti isu takaita kuti kunyepa kuve ndokwatinohwanda nako, nhema dziri bako ratinohwanda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Imi ɀamakati: Takaita suŋgano norufu, takatenderana neSheori, kana shamhu, inokukura, icipfuʋura, haiŋgaȿiki kwatiri, nokuti nhema takadziita ʋutiziro bgeɗu, takandoʋanda pasi pokunyeŋgetera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Imi zvamakati, “Takaita sungano norufu, takatenderana neSheori, kana shamhu, inokukura, ichipfuura, haingasviki kwatiri, nokuti nhema takadziita utiziro hwedu, takandovanda pasi pokunyengetera;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti makatika imi, “Takaita chibvumirano norufu tikaita chitsidzirano neNzvimbo yeVachakabvu, panozopfuurawo shamhu yokuranga ichirakasha, haimbotisvika, nokuti isu takaita kuti kunyepa kuve ndokwatinohwanda nako, nhema dziri bako ratinohwanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti makatika imi, “Takaita chibvumirano norufu tikaita chitsidzirano neNzvimbo yeVachakabvu, panozopfuurawo shamhu yokuranga ichirakasha, haimbotisvika, nokuti isu takaita kuti kunyepa kuve ndokwatinohwanda nako, nhema dziri bako ratinohwanda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Munozvirumbidza muchiti, “Takaita sungano norufu, takatenderana neguva. Shamhu inokukura painouya, haizotibati, nokuti nhema takadziita utiziro hwedu, uye kunyengera takakuita nzvimbo yedu yokuvanda.” Viz kapitola |