Isaya 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 akati kwaʋari: Zororo riri pano, zorodzai ʋakaneta; pano ndi’po panokutonhorera; asi ʋakaramba kuterera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 akati kwavari, “Zororo riri pano, zorodzai vakaneta; pano ndipo panokutonhorera;” asi vakaramba kuteerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kwavari akati, “Iyi ndiyo nzvimbo yokuzorora, vakaneta ngavazorore,” uye, “Iyi ndiyo nzvimbo yorunyararo,” asi havana kumboteerera. Viz kapitola |