Isaya 26:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzorangira vagari vepanyika zvitadzo zvavo. Pasi pose vanhu vachareurura kuuraya vanhu kwavakaita, zvitadzo zvavo vanenge vasisavanzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti tarira, Jehova unoɓuɗa panɀimbo yake kuroʋa ʋagere panyika nokuɗa kweɀiʋi ɀaʋo; nyika ʋo icafukura ropa rayo, ikasazofukidza ɀe ʋakaʋurawa ʋayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti tarira, Jehovha anobuda panzvimbo yake kurova vagere panyika nokuda kwezvivi zvavo; nyikawo ichafukura ropa rayo, ikasazofukidzazve vakaurawa vayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzorangira vagari vepanyika zvitadzo zvavo. Pasi pose vanhu vachareurura kuuraya vanhu kwavakaita, zvitadzo zvavo vanenge vasisavanzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzorangira vagari vepanyika zvitadzo zvavo. Pasi pose vanhu vachareurura kuuraya vanhu kwavakaita, zvitadzo zvavo vanenge vasisavanzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Tarirai, Jehovha ari kubuda muugaro hwake, kuti arange vanhu venyika nokuda kwezvivi zvavo. Nyika ichafukura ropa rakateurwa pamusoro payo; haichazovanzizve vakaurayiwa vayo. Viz kapitola |