Isaya 26:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanhu vangu, endai mupinde mumba muzarire makonhi mumbohwanda kwenguva shoma kusvikira hasha dzake dzapera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋuyai ʋanhu ʋaŋgu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikoʋa yenyu shure kwenyu; muʋande ŋguʋa ɗuku, kuȿikira kutsamŋa kwapfuʋura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Uyai vanhu vangu, pindai muimba yenyu yomukati, mupfige mikova yenyu shure kwenyu; muvande nguva duku, kusvikira kutsamwa kwapfuura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanhu vangu, endai mupinde mumba muzarire makonhi mumbohwanda kwenguva shoma kusvikira hasha dzake dzapera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vanhu vangu, endai mupinde mumba muzarire makonhi mumbohwanda kwenguva shoma kusvikira hasha dzake dzapera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Chiendai, vanhu vangu, pindai mumakamuri enyu, mugopfiga mikova shure kwenyu; muvande kwechinguva kusvikira kutsamwa kwake kwapfuura. Viz kapitola |