Online Bible

- Reklamy -

Isaya 26:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakafa venyu vachava vapenyu, miviri yavo ichamuka. Vashakabvu vari muvhu mukai muimbe norufaro. Tinodaro nokuti dova renyu idova rine chiedza uye nyika yavashakabvu ichasununguka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋakafa ʋenyu ʋacararama, ɀitunha ɀaŋgu ɀicamuka. Mukai, muimbe, imi mugere muguruʋa; nokuti ɗoʋa renyu rakaita seɗoʋa reciedza; nyika icaɓuɗisa ʋakafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vakafa venyu vachararama, zvitunha zvavo zvichamuka. Mukai, muimbe, imi mugere muguruva; nokuti dova renyu rakaita sedova rechiedza; nyika ichabudisa vakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakafa venyu vachava vapenyu, miviri yavo ichamuka. Vashakabvu vari muvhu mukai muimbe norufaro. Tinodaro nokuti dova renyu idova rine chiedza uye nyika yavashakabvu ichasununguka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakafa venyu vachava vapenyu, miviri yavo ichamuka. Vashakabvu vari muvhu mukai muimbe norufaro. Tinodaro nokuti dova renyu idova rine chiedza uye nyika yavashakabvu ichasununguka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi vakafa venyu vachararama; miviri yavo ichamuka. Imi mugere muguruva, mukai mupembere. Dova renyu rakaita sedova ramangwanani; nyika ichabudisa vakafa vayo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 26:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy