Online Bible

- Reklamy -

Isaya 26:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mukadzi unemimba, waȿika pedyo pakusurumuka, seɀaanorwadziwa acicema pakurwadziwa kwake, ndiɀo ɀatakaŋga takaita pamberi penyu, Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mukadzi ane pamuviri, asvika pedyo pakusununguka, sezvaanorwadziwa achichema pakurwadziwa kwake, ndizvo zvatakanga takaita pamberi penyu, Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Sezvinoita mukadzi ane mimba oda kusununguka, anomonyoroka mukurwadziwa kwake, agochema kwazvo, ndizvo zvatakanga takaita pamberi penyu, imi Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 26:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy